Mapurisa anotadzisa nhengo dzeOccupy Africa Unity Square kuratidzira zvichitevera kurohwa kwaVaPatson Dzamara nezuro…
Rimwe sangano revarairidzi roronga kuratidzira richiti harisi kufara nemabatirwo ari kuitwa vashandi nehurumende….
Nyanzvi dzozeya mashoko aVaMugabe ekuti zvinhu zviri kugadzirisika zvakanaka munyika…..
Vakaremara vanoti hapana chekupemberera kuzvitonga kana zvichemo zvavo zvisina anogadzirisa muhurumende…
Muchirongwa chevechidiki che The Connection, tiri kutarisa kuzvitonga kwenyika takaratisa vechidiki
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app nhamba dzinoti + 1 202 465 0318.
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.