Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi China, Zvita 8, 2016


Nhau DzeShona Studio7

Gurukota rezvemari, VaPatrick Chinamasa, vanoti hurumende ichashandisa mari inoita 4 point 1 billon dollars gore rinouya.

Nyanzvi dzokurudzira Zimbabwe kuti igadzirise chimiro chayo kuitira kuti ikwezve munyika vemabhizimusi nevashanyi vekunze.

Doctor Patson Dzamara vokwikwadzana nevamwe mukwakwi e Archbishop Desmond Tutu Leadership Fellowship Programme.

Dzimwe nyika dzemu Africa dzoita sarudzo dzisina mutauro izvo vakawanda vari kukurudzira kuti zviitwe munyika.

Muchirongwa chedu che LiveTalk nhasi tiri kutarisa dambudziko remhirizhonga mudzimba.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu reVOA SHONA nekudzvinya pakanzi LIKE.

Misoro Yenhau Dzanhasi China, Zvita 8, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG