Accessibility links

Breaking News

VaRobert Mugabe Vanoshaya kuSingapore


Robert Mugabe President

Vaimbova mutungamiriri wenyika, VaRobert Mugabe, vashaya. Vange vave nemakore makumi mapfumbamwe nemashanu.

Mashoko ekushaya kwaVaMugabe ari kubudiswa nenhepfenyuro dzakasiyana siyana dzinosanganisira CNN, BBC nedzimwe.

Izvi zwatsihirwa nemashoko abudiswa nemutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, avanyora paTwitter pavo.

VaMugabe vashaikira kuSingapore uko kwavaigara vachienda kunorapwa.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG