Accessibility links

Breaking News

'Kukarira Mari Ndiko Kwave Kukanganisa Makereke' - Apostle Mabugu


Apostle MazvariraShe Mabugu
Apostle MazvariraShe Mabugu

Apostle Mazvarirashe Mabugu ve Wisdom Church of All Nations, ku Borrowdale, mu Harare, vanoti chinokonzera kuwanda kwemakereke inyaya yemari. Vanoti kunamata kuri kuitwa kune zvinangwa zvakawanda, chikuru chazvo kuri kukara mari.
Apostle Mabugu vanoti: “Musiyano inowanzo kuita kuti zvinhu zvose zviite mamiriro azvakaita mukereke yaJesu Kristu inhau yekuti tose vazhinji vedu tinopinda mubasa iri uye tinobata basa iri nekuda kwechikonzero chemari. Tinokara kana takatarisana nemari.”

please wait

No media source currently available

0:00 0:08:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG