Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Inoiswa Munyika Dzine Huori


Map Zimbabwe
Map Zimbabwe

Sangano re Transparency International raburitsa gwaro raro rinoburitsa nyika dziri pamusoro munyaya dzehuori.

Nyanzvi dzinoti Transparency International inoshandisa chikero chinobva pa zero kusvika pa 100, nyika inenge iine zero ichionekwa senyika ine huori hwakanyanyisa, iyo inenge iine 100 score, ichinzi inyika yakachena.

Ongororo yakaitwa inoisa Zimbabwe pa 22 score, uye iri panhamba 157 kubva panyika zana nemakumi masere.

Vanoona nezvekufambiswa kwemabasa murimwe sangano rinorwisana nehuwori re Anti-Corruption Trust of Southern Africa, VaMunyaradzi Alois Chaumba, vanoti chiri kunetsa muZimbabwe ndechekuti hurumende haina kuzvipira kurwisana nehuwori hwayakatarisa nayo.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:54 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG