Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, China Ndira 05, 2017


Misoro yeNhau

Vagari vemuHarare vochema chema nepamusoro pemvura yakasviba iri kubuda mupombi dzavo iyo vanoti iri kukonzeresa chirwere che typhoid…

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, voshorwa nevanhu kuti vari kupedza mari yenyika vari kunze kwenyika panguva iyo vanhu vari kufa nechirwere che typhoid

Sangano reHarare Residents Trust rinoti harisi kufara nehurongwa hwekanzuru yeHarare hwekuvhundutsira vanhu kuti vabhadhare zvikwereti zvavo kukanzuru iyi…

Muchirongwa chedu cheLiveTalk – Women’s Roundtable…tiri kutarisa nezvebasa rinofanirwa kuitwa nemushandikadzi wemumba neiro rinofanirwa kuitwa namai vemba…

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE.

Misoro yeNhau, China Ndira 05, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG