Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chipiri Gunyana 27, 2016


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

MuHarare munoita mhirizhonga mushure mekunge vanhu vanofungidzirwa kuti ndeveZanu-PF varatidzira.

Dare rapamusoro rozeya nyaya yekuti kuratidzira kwotenderwa here kana kuti kwete.

Tine hurukuro nemutungamiri webato reMDC-T VaMorgan Tsvangirai

Vari kukwikwidzana musarudzo dzemutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump naAmai Hillary Clinton vakaita gakava kana kuti debate muNew York manheru anezuro.

VeMDC-T neveTajamuka vokurudzira vanhu kuti varambe kutambira mabond notes.

Muchirongwa chedu cheLivetalk-The Connection tiri kutarisa nyaya yenzara iyo inonzi yopa kuti vamwe vechidiki vaite zvechipfambi vamwe vachikorokoza.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 6065, ne 15460 KiloHertzs Shortwave.

Musakanganwe kutifarira paFacebook nekudzvinya pakanzi Like.

Misoro yeNhau, Chipiri Gunyana 27, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:48 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG