WASHINGTON D.C. —
Vaive vashandi vekanzuru yeChitungwiza avo vakasungwa neChishanu mushure mekuratidzira, vanokundikana kumiswa pamberi pedare nhasi sezvanga zvakatarisirwa…
Huwori hwotekeshera munyika izvo zvowedzera kuoma kwezvinhu munyika dzehupfumi….
Chirongwa chekubatsira vana vane dambudziko rekutsemuka kwemuromo chobatsira vana ava pachena muBulawayo…
Muchirongwa chevechidiki, The Connection, tiri kutarisa zvinoreva zviri kuitwa na Pastor Evan Mawarire avo vari kuenderera mberi nekuratidzira vakazvimonera mureza wenyika….
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.