Accessibility links

Breaking News

‘Vhangeri Harirambidzi Kupfuma; Nzira Yekuwana Hupfumi Uhu Ndiyo Inokosha’ –Mufundisi Gerald Baloyi


Mufundisi Gerald Baloyi veJesus Revelation Ministries
Mufundisi Gerald Baloyi veJesus Revelation Ministries

Vachitaura neStudio 7 pamusoro peVhangeri Rehupfumi, kana kuti Prosperity Gospel, Mufundisi Gerald Baloyi veJesus Revelation Ministries, vati kupfuma hakuna kuipa asi chinokosha inzira inoshandiswa kuwana hupfumi uhu.

Mufundisi Baloyi vati: “Kupfuma hakuna kuipa. Ndicho chimwe chinhu chinokanganisa vanhu kuti vakanzwa tichiparidza kuti vhangeri rehupfumi rakashata, vanofunga kuti tiri kuti hupfumi hwakashata. Zvinhu zviviri zvakasiyana. Kuwana mari kana kuwana pfuma, hapana chakamboshata. Chinokosha ndechenzira nemutowo yaunogona kuwana mari yacho nawo.”

please wait

No media source currently available

0:00 0:08:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG