Accessibility links

MDC-T Inofara neKusiya Basa kwaAmai Makarau


Zimbabwe Electoral commission head Rita Makarau has rejected calls from the opposition to halt the four-month biometric registration exercise for 2018 elections to be halted. (S. Mhofu/Sept, 2017)

MDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai inoti inotambira nemufaro kusiya basa kwakaitwa nevange vari sachigaro ve Zimbabwe Electoral Commission, Amai Rita Makarau.

Asi mutauriri webato iri, Va Obert Gutu, vanoti chavanga vachinetserana naAmai Makararu, inyaya yemabasa matatu avanga vachiita, izvo zvange zvichipa kuti vawandirwe nebasa.

“Mabasa matatu aya pamunhu mumwe chete vanowana nguvai yekumaita ose zvakanaka zvekuti vaikwanisa kuzoita basa rinodiwa kuti riitwe pama position matatu avanga vainawo,” VaGutu vanotsanangura.

VaGutu vanoti dambudziko ravapo nderekuti nyika ichapinda musarudzo here isina sachigaro weZEC.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG