Accessibility links

Breaking News

Muimbi, Nyakabau, Anobura Dambarefu reChitendero


Joseph Nyakabau
Joseph Nyakabau

Muimbi, Joseph Malvin Nyakabau anoti anopinda svondo yeSpoken Word Ministries uye anoda kubatsira vanhu kuenda kuna Mwari.

Nyakabau anoti anoona nziyo dzechitendero dzichibatsira kushandura hupenyu hwevanhu.

“Zuva nezuva ndinosangana nezvinhu zvitsva uye vanhu vanondipa shungu dzekuita zvakanaka. Magariro evanhu anondibatsira nekundiratidza nziyo dzekuimba, ” adaro Nyakabau.

Nyakabau, uyo anobva kwaMutoko, achangobudisa dambarefu idzva, rinonzi ‘Chiero’.

please wait

No media source currently available

0:00 0:06:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG