Accessibility links

Breaking News

Vakawanda Vanoti SADC Haifanirwe Kupindira Pane Zviri Kuitika muZimbabwe


Mutungamiri weBotswana, Va Ian Khama

Vanhu vakawanda vari kushora zvikuru sangano reSADC vachiti harifanirwi kupindira pagakava remuZimbabwe sezvo munyika muine runyararo.

Mashoko aya anotevera zvakabuda pamusangano wechimbi chimbi wakaitwa neSADC Troika muBotswana nemusi weChina. Musangano uyu wakati SADC inofanirwa kudaidzira musangano mukuru wevatungamiri venyika idzi kuti vazeye dambudziko remuZimbabwe.

Mutungamiri weBotswana, Va Ian Khama, vaudza vatori venhau kuti VaMugabe ngavachibva pachigaro nekuti vagarisa.

Asi nyanzvi yezvematongerwo enyika inovanodzidzisa paAmherst College muAmerica, Doctor Chipo Dendere, vanoti hapana chakaipa kuti SADC ipindire.

Hurukuro Na Dr Chipo Dendere
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG