Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Chishanu, Chivabvu 27, 2016


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

MDC inoti mutungamiri webato iri VaMorgan Tsvangirai vanogona kubatana nevatsigiri vavo vacharatidzira muBulawayo mangwana.

Vanhu gumi nevashanu vanoshaya munjodzi yemumugwagwa kudema asi vamwe votadza kuzivikanwa nekushaya zvitupa.

Kuramwa mabasa kwoenderera mberi muNRZ nenyaya yekusawirirana panyaya yemihoro.

Vagari vekuChingwizi vanoti hurumende iri kuvabata neseri kweruoko.

Tichakupai nhau dzemitambo iriko mukupera kwesvondo.

Muchirongwa cheLivetalk na8.30 pm tiri kutarisa nyaya yekuratidzira iri kuitwa nebato reMDC-T muBulawayo mangwana.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau Dzanhasi Chishanu Chivabvu 27, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG