WASHINGTON —
Vagari vemuChitungwiza vanoti havasi kufara nemashandiro anoita kanzuru yavo nekuti vanoti zvehuori zvanyanya, kusanganisa kusabhadhara vasevenzi uye avo vari pamudyandigere.
Mukuru weChitungwiza Residents Trust, Amai Alice Kuvheya, vanoti nekuipa kwakaita zvinhu muChitungwiza, havasati vamboona gurukota rezve mukati menyika, VaJuly Moyo vachiti vasheedza vanhu kuuya kumahofisi makuru eChitungwiza municipality kuzoratidzira mangwanani anhasi.
Facebook Forum