Accessibility links

Breaking News

Kaputeni weCaps United Zvirekwi Ochekwa Ruoko paChanza Mushure meTsaona


Caps United

Mutambi weCaps United anovazve kaputeni wechikwata ichi, Hardlife Zvirekwi akakuvara zvakaipisisa munjodzi yemotokari muHarare neMuvhuro mangwanani zvakapa kuti vanachiremba kuchipatara cheParirenyatwa Group of Hospitals vamudimbure ruoko rwake nechepachanza.

Mukuru wechikwata cheCaps United VaCuthbert Chitima vakaudza Studio 7 kuti vanachiremba vainge vavavimibisa kuti achakwanisa hake kuramba achitamba nhabvu kana ave kunzwa zviri nani.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG