Accessibility links

Breaking News

VaLovemore Madhuku Vokwikwidza Musarudzo yeMutungamiri weNyika


Mutungamiri weNCA, VaLovemore Madhuku
Mutungamiri weNCA, VaLovemore Madhuku

Mutungamiri we National Constitutional Assembly, VaLovemore Madhuku, vanoti ivo chete ndivo munhu anokodzera kuva mutungamiri wenyika sezvo vaine nhoroondo inozivikanwa.

VaMadhuku vanoti mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, munhu akashanda navaimbove mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe kwemakore makumi matatu nemanomwe, vachibatsirana kuondomora nyika.

Vanotiwo mutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, havana nhoroondo yekutungamira mune zvakawanda.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:54 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG