Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Chikunguru 8,2016

Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Mapurisa anoti anoda kubvunzurudza Pastor Evan Mawarire, VaPromise Mkwananzi nevamwe nezvekuratidzira kwakaitwa munyika nemusi weChitatu.

Vanhu vakawanda vomiswa pamberi pematare nenyaya yekuratidzira kwemusi weChitatu uku.

Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe voita musangano kuBindura.

Gweta guru rehurumende VaJohannes Tomana vanosungwa.

Vanachiremba vodzokera kumabasa mushure mekubhadharwa mari.

Muchirongwa cheLivetalk na8.30 pm tiri kutarisa kusungwa kuri kuitwa vanhu nekuratidzira kwavakaita uye kuti zviri pamutemo here.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kustudio7, shandisai whatsapp panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio 7, tibateyi na 7 pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz pa Short Wave.

Misiro Yenhau Dzanhasi Chikunguru 8 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:41 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG