Accessibility links

Breaking News

Misoro YeNhau Dzanhasi Muvhuro, Chikumi 20, 2016


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Nyaya yekushomeka kwemari yopararira munyika zvopa kuti vakawanda vanetseke zvakanyanya.

Hurumende yorambidza zvinhu zvakawanda kupinda munyika zvoshorwa neveruzhinji.

Vashandi vehurumende voronga kuratidzira nekunonoka kwehurumende kuvapa mari dzimihoro.

Komiti yeparamende inoona nezvezvicherwa inoti ongororo yayo yekuumbwa kwekambani yeConsolidated Mining Company kwaMarange inoti kambani iyi haina kuumbwa zvakanaka.

Tichakupai nhau dzemitambo kubva kunhabvu, cricket neBasketball.

Muchirongwa cheLivetalk- na8.30 pm tiri kutarisa nyaya yekushomeka kwemari munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau Dzanhasi Muvhuro Chikumi 20, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:47 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG