Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Muvhuro, Kubvumbi 25, 2016


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Nyakumbomiswa basa semunyori weHarare naVaKasukuwere, VaJames Mushore, vanoti vanotobviswa negiredha muhofisi mavo nekuti basa vakariwana zviri pamutemo.

Vanopikisa voshora danho raVaKasukuwere rekuwanira masitendi vechidiki veZanu PF veruzhinji vachimera midzi vakamirira mumitsetse ye kuwana masitendi aya.

Madzimai ekuGoromonzi ochema chema nedambudziko rechirwere chegomarara.

Chirongwa cheZimbabwe Trade Fair chotanga mangwana muBulawayo.

Murairidzi weDynamos anopona nepaburi retsono.

Muchirongwa cheLiveTalk na8:30pm, tiri kutarisa nyaya yechikafu chanetsa munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app nhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau Dzanhasi Muvhuro, Kubvumbi 25, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:57 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


XS
SM
MD
LG