Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Chishanu, Kubvumbi 01, 2016


Nhau DzeShona Studio7

Mapurisa obvunzurudza MDC-T pamusoro pehurongwa hwebato iri hwekuratidzira mwedzi uno.

Sangano ravana chipangamazano re Zimbabwe Democracy Institute rinoti Zanu PF yaita zinyekenyeke nepamusana pemakakatanwa ari mubato iri.

Chirwere che typhoid chonetsa munyika.

Mwaka wemitambo yePremier Soccer League wotanga mushure memwedzi mishanu yekuzorora kwezvikwata zvenhabvu.

Michirongwa cheLiveTalk tiri kutarisa dambudziko rakatarisana nevarwere zvichitevera danho rakatorwa nezvipatara zveMpilo ne Harare rekusatambira varwere vatsva.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app nhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave. Munokwanisa kutiwana paFacebook page yedu ye VOASHONA.

Misoro yeNhau Dzanhasi Chishanu, Kubvumbi 1, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG