Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Muvhuro, Kurume 28, 2016


Misoro yeNhau

Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino Misoro yeNhau – Muvhuro, Kurume 28, 2016.

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vonanga kuJapan kunonyengetedza shoroma dzemunyika iyi kuti dzizotanga mabhizinesi muZimbabwe.

Vana chiremba vanopihwa zvibvumirano zvitsva zvinotara mashandiro avo pamwe nemari dzavanotambiriswa.

Zimbabwe yotashurana neSwaziland mumakwikwi e 2017 Africa Nations Cup. Tichakuudzai zvichabuda mumakwikwi aya.

Muchirongwa cheLiveTalk tiri kutarisa zvichabuda pamutambo weZimbabwe neSwaziland.

Vanoda kupinda muchirongwa cheLiveTalk kana kutumirawo mashoko avo kuStudio7 vachitaura zvavanofunga, tumirai mashoko enyu, shandisai Whats App nhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

Misoro yeNhau Dzanhasi Muvhuro, Kurume 28, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG