Accessibility links

Breaking News

Misoro YeNhau Dzanhasi Muvhuro, Kurume 21, 2016


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

Ini ndini Marvellous Mhlanga-Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzanhasi Muvhuro, Kurume 21, 2016

Mapurisa anosunga vashandi veMDC-T pamuzinda weHarvest House nhasi.

Vakarwa hondo voita musangano wakakosha zvikuru nemutungamiri wenyika VaRobert Mugabe.

Mukuru wemusha unochengeta nherera kumaruwa ekwaMarange paBakorenhema Children’s Home ochema nenyaya yekushaya zvikwanisiro.

Mutungamiri wenyika yeAmerica VaBarack Obama voshanyira nyika yeCuba.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa musangano pakati pemutungamiri wenyika VaRobert Mugabe nevakarwa hondo yerusununguko.

Vanoda kupinda muchirongwa cheLiveTalk, kana kutumira mashoko pamwe nekukwazisa hama neshamwari, shandisai whats app nhamba dzedu dzinoti + 1 202 465 031

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.

Misoro yeNhau Dzanhasi Muvhuro Kurume 21, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


XS
SM
MD
LG