Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau Dzanhasi China, Kurume 10, 2016


programs-studio7

In ndini Marvellous Mhlanga Nyahuye ndichiti heyino misoro yenhau dzedu dzanhasi China, Kurume 10, 2016

Misoro yeNhau – China, Kurume 10, 2016

Zimbabwe inoti yakazvipira kubhadhara zvikwereti zvayo ku IMF neWorld Bank kuitira kuti ichitanga kukwereteswa mari senzira yekusimudzira hupfumi hwenyika…

Rwendo rwemutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, ku India rwokenzeresa mutauro mukuru munyika…

Pasi rose rinocherechedza zuva revanorwara neitsvo pasi rose, re World Kidney Day….

Nyanzvi dzokurukura pamusoro pezuva rekurangarira murwiri wekodzero dzevanhu akapambwa akatsakatika gore rapera, VaItai Dzamara….

Muchirongwa che Women’s Forum tirikutarisa nyaya yekushungurudzwa kwevana vadiki ririkunzi ririkuramba richikwira munyika.

Kana muchida kutumira mashoko kuStudio7 muchishandisa whats app, nhamba dzedu dzinoti + 1 202 465 0318.

Misoro yeNhau Dzanhasi China, Kurume 10, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:22 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG