Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weSouth Africa, VaRamaphosa Voshanyira Zimbabwe


Mutungamiri weSouth Africa, VaCyril Ramaphosa vanotarisirwa kushanyira Zimbabwe kekutanga semutungamiri wenyika neMugovera.
Mutungamiri weSouth Africa, VaCyril Ramaphosa vanotarisirwa kushanyira Zimbabwe kekutanga semutungamiri wenyika neMugovera.

Mutungamiri weSouth Africa, VaCyril Ramaphosa vari kutarisirwa kushanyira Zimbabwe neMugovera kuzoita hurukuro nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa.

Vatungamiri vaviri ava vanotarisirwa kukurukura pamusoro pekudyidzana kwenyika mbiri idzi uye nezvimwe zvinosanganisira zvinonetsa mudunhu reSADC.

Mukuru weLabour And Economic Development Research Institute, Doctor Godfrey Kanyenze, vanoti vatungamiri vaviri ava vawana mukana wekunadzisira zvinhu pakati penyika mbiri idzi mukudyidzana munezvehupfumi uye nezvimwe zvagara zvichinetsa pakati padzo.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:03 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG