Accessibility links

Breaking News

Vazhinji Vachakangomirira Kuti VaMugabe Vati Vasiya Basa


VaRobert Mugabe

Zvizvarwa zve Zimbabwe zvizhinji zvinogara kunze kwenyika zvakange zvakatarisira kunzwa mutungamiri wenyika, Va Robert Mugabe, vachitaura vega kuti vave kuzoregedza basa asi hazvina kuitika.

Mumwe wezvizvarwa izvi, Doctor Rhoderick Machekano, avo vanoti kunyange hazvo VaMugabe vasina kutaura kuti vave kurega basa, havafungire kuti mauto pane zvavari kuvanzira vanhu veZimbabwe.

Doctor Machekano vakaudza Studio 7 kuti veruzhinji ve Zimbabwe vanofanira kuita moyo murefu nokuti zviri kuitika mu Zimbabwe zvinoda moyo murefu.

HURUKURO NaDr Rhoderick Machekano
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG