Accessibility links

Breaking News

VaJuru Votaura Pamusoro peHuori Huri paMuganhu weZimbabwe neSouth Africa


Denis Juru, president International Cross Border Traders Association

Muchirongwa chedu cheHupenyu Hwedu - Out Lives, Jonga Kandemiiri aita hurukuro nemukuru wesangano revanotenga zvinhu kunze kwenyika kuitira kuti vazozvitengesa muZimbabwe, reInternational Cross Border Association VaDenis Juru, pamusoro pezvakakonzera kuti varatidzire paBeit Bridge svondo rapera.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG