Accessibility links

Breaking News

Dare Rinoti Mutumbi waVaRobert Mugabe Ngauvigwe Patsva kuHeroes Acre


Soldiers carry a coffin with the body of former Zimbabwean president Robert Mugabe before his burial in Zvimba, Zimbabwe, Sept. 28, 2019. (C. Mavhunga/VOA)

Dare ramajesitireti muChinhoyi rapa mutongo wekuti mutumbi wevaimbove mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, uyo wakaradzikwa pamusha pavo kwaZvimba, ufukunyurwe kuitira kuti unovigwa patsva kumarinda emagamba, National Heroes’ Acre, muHarare.

Vachipa muttongo wavo panyaya yakaiswa mudare iri nevana vaVaMugabe, mutongi wedare iri, Muzvare Ruth Moyo, vati vana vaVaMugabe havasi ivo vakapihwa mutongo naMambo Zvimba wekuti mutumbi wababa vavo uradzikwe kumarinda emagamba muHarare.

..... nyaya izere iri kunyorwa izvozvi....

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG