Accessibility links

Breaking News

ZCTU Inoti Yagadzirira Kuratidzira


Vashandi vachiratidzira muZimbabwe

Sangano rinomirira vashandi, reZimbabwe Congress of Trade Unions (ZCTU), rinoti hurukuro dzarakaita nemapazi aro dzakabuda nechisungo chekuti paitwe kuratidzira pamwe chete nekumbomira kuenda kumabasa kana hurumende ikatadza kugadzirisa nyaya yemihoro yevanhu. Munyori mukuru weZCTU, VaJaphet Moyo, vaudza Studio 7 kuti pakatenderanwa kupa hurumende nevamabhizimisi nguva yekugadzirisa nyaya dzemihoro nekumira kwakaita zvehupfumi munyika pasati paitwa kuratidzira. VaMoyo havana kukwanisa kutiudza kuti kuratidzira uku kungaitwa rini uye kuti vanopa hurumende nguva yakadini kuti igadzirise zvinhu munyika.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG