Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Yorangarira Magamba Ayo Nhasi


Zimbabwe Heroes Acre, Harare.
Zimbabwe Heroes Acre, Harare.

Nhasi kuNational Heroes Acre, Zimbabwe inocherechedza zuva remagamba, vanhu vachipiwa mukana wekurangarira nekukudza avo vakazvipira kusunungura nyika uye neavo vakaishandira nemoyo wose.

Dangandira regore rinoti ndi ‘Lest We Forget’, kukurudzira vanhu kuti vasakanganwa zvakaitwa nemagamba. Mangwana kuNational Sports Stadium, pasi pedangandira rinoti ‘ZDF: Guaranteeing Peace and Security for National Development’, nyika ichapemberera zuva remauto.

Nyanzvi mune zvematongerwo enyika, VaTapiwa Kapurura, vanoti kunyange hazvo bato reZanu-PF, pamwe chete nehurumende, rakasvibisa hugamba uye vachituma mauto kunetsana nevanhu pachinhambo chekuvabatsira, mazuva maviri aya mazuva anokosha zvikuru.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:08 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG