Accessibility links

Breaking News

Machechi Haadi Kuti Hurumende Ipindire Mumashandiro Awo


Vechechi vanoti hurumende ivabvunze pamusoro pekugarisana kwakanaka

Mumwe mukuru wezvechitendero, Mufundisi Levee Kadenge, vanoti zvingabatsira chose kana vakuru-vakuru vemuhurumende vakapotawo vachibvunza vakuru vemachechi pezvinhu zvingabatsira nyika mukuti vanhu vagarisane murunyararo.

VaKadenge, avo vanodzidzisa pa United Theological College muHarare, vanotiwo zvinofadza chose kuti hurumunde haina kudoma munhu anoona nezvezvitendero nekuti chechi inoda kusiyiwa iri yoga ichiita basa rayo.

VaKadenge vanotiwo semachechi, havadi kuti hurumende ipindire mumashandiro avo.

Hurukuro Na Rev Dr Levee Kadenge
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:15 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG