Accessibility links

Breaking News

Nhengo dzeChitungwiza Residents Trust Dzinoburitswa Muchitokisi


Job Sikhala, the lawyer for former foreign affairs minister Walter Mzembi, talks to reporters after court proceedings where he said charges against his client were "really ridiculous," in Harare, Zimbabwe, Jan 6, 2018. (S. Mhofu/VOA)

Gweta riri kumirira nhengo shanu dzeChitungwiza Residents Trust dzakasungwa neChitatu mushure mekuratidzira, VaJob Sikhala, vanoti vatatu vanga vasara vari muchitokisi, vaburitswa neMugovera mushure mekubvisa faindi.

Vaviri vavo vakaburitswa neChishanu.

VaSikhala vanoti mapurisa anofanira kurega zvavave kuita zvekusunga sunga vanhu vanoratidzira zviri pamutemo vachivabvisisa mafaindi pasina mhosva dzaparwa.

Studio7 haina kukwanisa kunzwa divi remapurisa.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG