Accessibility links

Breaking News

Varairidzi Vanoti Vacharatidzira muHarare NeChishanu


Obert Masaraure

Sangano rinomiririra varairidzi vekumaruwa, re Amalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe, ARTUZ, rinoti richaratidzira pamahofisi egurukota rezvemari, VaMthuli Ncube, nemusi weChishanu.

Mutungamiriri wesangano iri, VaObert Masaraure, vaudza Studio 7 kuti vanenge vachichema kufa kwakaita mihoro yevarairidzi iyo isisina chaichatenga.

Vanotizve, nemusi weChishanu uyu,varairidzi neavo vanotsigira zvichemo zvevarairidzi vanofanirwa kupfeka mbatya nhema sezvo uri musi wekuchema kufa kwakaita mari yemihoro yevarairidzi.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:11 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG