Madzimai Okurudzirwa Kuti Atange maBhizimusi naMufundisi Abigal Mangwenzi
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Madzimai anobva pasi rose vari zvizvarwa zveZimbabwe vanoti varikufara neruzivo rwavawana kubva kumisangano yezvemabhizimusi yakarongwa ne ZimTrade negungano reRed Lipstick Revolution rinotungamirwa na Pastor Abigail Mangwenzi.Marvellous Mhlanga-Nyahuye ataura nevamwe madzimai vari kuDubai.
Zvikamu
-
Kukadzi 06, 2023
Nyaya Ina Godfrey Mtimba
-
Kukadzi 06, 2023
Nyaya Ina Frank Chokowore
-
Kukadzi 06, 2023
Hurukuro naVaMunjodzi Mutandiri
-
Kukadzi 06, 2023
Hurukuro naVaMunjodzi Mutandiri
-
Kukadzi 05, 2023
Hurukuro naVaEarnest Mudzengi
-
Kukadzi 05, 2023
Hurukuro naVaPupurai Togarepi