Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Muzvare Tafadzwa Matinenga Vanoti Vachavhotera VaJoe Biden veBato remaDemocrats


Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Muzvare Tafadzwa Matinenga Vanoti Vachavhotera VaJoe Biden veBato remaDemocrats
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:30 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe muzvare Tafadzwa Matinenga vanoti vachavhotera vaJoe Biden vebato remaDemocrats musarudzo dzichaitwa musi 3 mwedzi unouya muAmerica. VaBiden vachange vachitatsurana naVaDonald Trump vemaRepublicans mukutsvaga mutungamiri mutsva. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye

‚Äč
XS
SM
MD
LG