Vamwe Vadzidzi Vange Vari kuUkraine Vowana Matikiti Ekudzokera kuMusha
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Vadzidzi vashanu vanove zvizvarwa zveZimbabwe zvakatiza hondo iri muUkraine vakananga kuRomania vanoti vawana rubatsiro rwematikiti ekudzokera kumba kubva kumuzinda weZimbabwe uri muGermany. Chimwe chizvarwa cheZimbabwe change chiri kudzidzira kuve chiremba VaSasha Chidavaenzi chotaura zviri kuitika
Zvikamu
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naVaEthan Mabitela
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naVaFarai Marapira
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naVaPaul Nyathi
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naVaPeter Magaso
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naVaGibson Nyikadzino
-
Kukadzi 12, 2025
Hurukuro naMuzvinafundo Ricky Mukonza