Accessibility links

Breaking News

Chikwata cheDynamos Chotora Mukombe weZimbabwe National Army Charity Shied


Dynamos FC
Dynamos FC
Hurukuro naVaKenny Mubaiwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chikwata cheDyanamos chakunda Highlanders 2-1 mumakikwi eZimbabwe National Army Charity Shield, pamutambo watambirwa kunhandare yeNational Sports Stadium muHarare.

Vanwisa zvibonzwa zveDhemere ndi Tawanda Macheke na Kudzanayi Demhere. Anwisa chibonzwa cheHighlanders ndiAndrian Silla.

Kudzanayi Demhere we Dynamos ndiye a domwa semutambi atamba zvinonwisa mvura pamakwikwi anhasi uye awanikwa achipihwa mubairo.

Sachigaro veDynamos VaKenny Mubayiwa vanoti chikwata chavo chapihwa mari inoita $15 000, Highlanders ichiwanawo $10 000. VaMubaiwa vanoti chikwata chavo chiri kufara nekutora mukombe uyu uye vari kurongera vatsigiri vavo mitambo yepamusoro soro gore rino.

VaMubaiwa vanoti kunyangwe hazvo dambudziko remari range richimboita kuti huwandu hwevanhu vanoona bhora udzikire, parizvino zvave nani sezvo pave kushandiswa michina yechizvino zvino yakaita seEcocash neOne Wallet.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG