Accessibility links

Breaking News

ZEC Yoburitsa Nzira Dzekuti Vakanyoresa kuVhota Vatarise Mazita Avo


Sachigaro vesangano re Zimbabwe Electoral Commission kana kuti ZEC, amai Priscila Chigumba vaburitsa mashoko ekuti zvizvarwa zveZimbabwe zvinogona kushandisa nzira nhatu kuongorora nekugadzirisa mazita avo mugwaro revavhoti kana kuti “voters roll” mukugadzirira sarudzo dzegore rino.

Amai Chigumba vakazivisa kuti vanhu vanogona kuenda kunzvimbo dzakatarwa kunoona vega, kana kuenda padandemutande ravo reZEC uyewo kushandisa nharembozha dzavo nemaSMS panumber dzeZEC.

Gweta rinorwira kodzero dzevanhu vachishanda nesangano reHuman Rights Watch kuchamhembe kweAfrica, VaDewa Mavhinga vanoti zvakakoshawo kuti ZEC ibude pachena kuti ndiyani ari kudhindha gwaro revavhoti kuti pasaite mutauro wakanyanya.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:12 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG