Nyaya ina Thomas Chiripasi
- Thomas Chiripasi
Mapato anopikisa anoti haasi kufara nemabatirwo aakaitwa nehurumende mugore ra2019, kusamira zvakanaka kwehupfumi munyika, pamwe kutekeshera kwehuori munyika panguva iyo bato riri kutonga riri kukurudzira kuti mapato ose aise misoro pamwe chete azeye zviri kunetsa munyika pasi pechirongwa chePolad.
Zvikamu
-
Kurume 22, 2026Nhau dzeShona
-
Kurume 21, 2026Nhau dzeShona
-
Kurume 20, 2026Nhau dzeShona
-
Kurume 19, 2026Nhau dzeShona
-
Kurume 18, 2026Nhau dzeShona
-
Kurume 17, 2026Nhau dzeShona