Accessibility links

Breaking News

Vanochera Mangoda Voita Hurukuro neVagari kwaMutare


Mutauriri weZimbabwe Consolidated Diamond Company, VaSugar Chagonda, vanoti hurumende ichaita musangano mukuru muguta reMutare apo ichagara pasi nemasangano akazvimiririra, vanorwira kodzero dzevanhu, makambani anochera mangoda vakaita seZimbabwe Consolidated Diamond Company.

Mukuru weCenter for Natural Resources Governance, VaFarai Maguwu, avo vachange vachitaurawo pamusangano uyu, vanoti musangano uyu uri kutarisa kuzeya nyaya dzekodzero dzevanhu, kugovana kwemari nematunhu ane zvicherwa uye kuti vanhu vaite zvokupiwa mvumo yekupinda munzvimbo iyi.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG