Accessibility links

Breaking News

Vakabaiwa Nhomba yeCobvid-19 yeCovaxin Kamwe Chete Vokurudzirwa Kubayiwa Imwe Mhando


Zimbabwe inoti haichawani mushonga wenhomba yeCovid-19, weCovaxin

Hurumende inoti zviuru nezviuru zvevanhu zvakabaiwa kamwe chete nhomba yeCovid-19, yeCovaxin yakabva kuIndia zvinofanira kubaiwa chero imwe mhando yenhomba irti munyika. Izvi zvinonzi zviri kukonzerwa nekushomeka kwenhomba iyi munyika.

Mukutanga kwegore, India yakabatsira Zimbabwe nenhomba yeCovaxin inosvika zviuru makumi matatu nemashanu kana kuti 35,000.

Asi mamiriro akaita zvinhu muIndia iyo ine dambudziko rechirwere ichi rakomba anoni ave kutadzisa nyika iyi kuti iwane nhomba yekuendesa kune dzimwe nyika.

Nyanzvi munyaya dzezvehutano, Doctor Frenk Guni, vanoti hapasati pave nehumbowo hunoratidza kuti kuvhenganisa mishonga yenhomba yeCovid-19 kune njodzi, vachiti parizvino zvinoonekwa sekuti kubaiwa nhomba iyi katatu zvinotobatsira vanhu.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:13 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Asi ongororo dziri kuitwa muAmerica dziri kuratidza kuti kusanganisa nhomba yeJohnson and Johnson nedzimwe dzakaita sePfizer neModerna.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG