Accessibility links

Breaking News

VaChamisa Vanoti Nhamo Yapfunya Chisero muNyika Yokanganisa Kisimusi


VaNelson Chamisa
VaNelson Chamisa

Mutungamiri webato guru rinopikisa reMDC VaNelson Chamisa mumashoko avo pazororo rekisimusi vakurudzirawo kuyanana munyika.

VaChamisa vaudza Studio 7 kuti zvinonetsa kuti vanhu vapemberere kisimusi kana munyika muchiita sekunge makaberekera ingwe.

Vatiwo nhamo dzamomotera vana vemunyika dzawandisa kusanganisira kushaya mvura, magetsi, mari nemafuta ekufambisa dzimotokari.

VaChamisa vati nyaya yehumbimbindoga ndiyo yauraya nyika vachiti vamwe vave kukama mombe vachidambura munyatso.

Hurukuro naVaNelson Chamisa
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:52 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG