Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Chivabvu 02, 2018.


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:17 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Chivabvu 02, 2018.

Mikono inodonha musarudzo dzekutsvaga vachamirira Zanu PF musarudzo dzichaitwa munyika, vamwe vachiti uyu munongedzo mukuru wekuti chikwata che Generation40 chiri kurwisa sebvunda mubato iri.

Vanhu vakawanda vochema chema muZanu PF vachiti mafambisirwo akaitwa sarudzo dzekutsvaka vachamirira bato iri haana kuitwa nenzira kwayo.

Vana muzvinabhizinesi vekuChina votarisirwa kusvika munyika mwedzi unouya kuzotsvaga nzira dzekutanga mabhizinesi muZimbabwe panguya iyo vakawanda vari kuchema nerekuti hapana zvakati tsvikiti zviri kubva kuChina

Vatori venhau votaura nhunha dzavo pamberi pezuva reWorld Press Freedom Day mangwana.

Studio7 inotevera nyaya yevana vanomwe vakawanikwa vari mumotokari yaive nembavha dzakasungwa kuNorton nezuro.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm, tiri kutarisa mhirizhonga iri kuitika kuSouth Africa uko zvizvarwa zvekunze kweSouth Africa zviri kurwiswa.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na 6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 13630 Short Wave

Musakanganwe kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG