Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Mbudzi 8, 2021

Misoro yeNhau

Bazi rezvehutano rinoti mumazuva matatu adarika hakuna munhu akafa nechirwere cheCovid-19 kunyangwe hazvo vana vechikoro vari kuramba vachibatwa nacho.

Vashandi vehurumende vanoti vanoda kupihwa vose mari yebhonasi mwedzi uno sezvo dhora remunyika riri kuramba richishaya simba.

Vanhu voyambirwa kuti vangwarire chirwere cheCovid-19 sezvo paine imbwa dziri kutenderera munyika dzisina kubayiwa majekiseni.

Munhau dzemitambo, chikwata cheCaps United chadoma Lloyd Chitembwe semurairidzi wacho mutsva zvichitevera kudzingwa kwakaitwa Darlington Dodo.

Muchirongwa cheLiveTaka na8pm tiri kutarisa nyaya yechirwere cheCovid-19 uye mapato matsva ezvematongerwo enyika anopikisa ari kuumbwa.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 13860, ne 15460 Kilohertz paShort Wave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 6175, 7255 Short Wave.

Misoro yenhau, Muvhuro, Mbudzi 8, 2021

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG