Vanhu vapfumbamwe vofa muHarare nezuro nemamwe mazuva adarika nechirwere cheCovid-19.
Vanotambura mudhorobha reMasvingo votambira nemurufaro rubatsiro kubva kuWFP
Muzvare Marry Mubaiwa, Mudzimai wemutevedzeri wemutungamiri wenyika VaConstantino Chiwenga vonzi vadzoke kudare mangwana pachikumbiro chavo chekuda kupihwa gwaro rekufambisa kuti vanorapwa kunze.
Nhasi tiri kuzeya nhoroondo yaAmbuya Nehanda uye nyaya yechiumbwa chavo.
Dare repamusoro soro muAmerica roramba kutambira chikumbiro chebato remaRepublicans chekuti sarudzo dzeku Pennsylvania dzinzi hadzina kufambiswa zvakanaka.
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318.
Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 13860, ne 15460 Kilohertz paShort Wave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 6175, 7255 Short Wave.
Facebook Forum