Munhu mumwe chete anofa, vaviri vakakuvara zvakaipisisa zvichitevera kurwisana kwakaitika pakati pemapurisa nevatongesa zvinhu mumigwagwa kuKaroi nezuro…
Vashandi veAllied Timbers kwaMutare vorara panze pekambani yavo vachiti vanoda kubhadharwa mari dzavo dzemwedzi makumi maviri vasina mihoro.
United Nations inopa Zimbabwe miriyoni imwe chete nemazana matanhatu ezviuru zvemadhora kuitira kuti mari iyi ishandiswe mukubatsira vakawirwa nedambudziko remafashamu
Hondo yevemichovha muSouth Africa yobata zvizvarwa zveZimbabwe zvinotakura vanhu kubva muMusina
Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa zviri kuitika kuMusina ku South Africa uko vemichovha vemuSouth Africa vari kunetsana nevekuZimbabwe
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…
Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.
Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/
Facebook Forum