Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Chishanu Zvita 2, 2016


Mapurisa anotsika nemotokari munhu ari kutungamirira kuratidzira kusatambira ma bond notes, munhu uyu achibva atyoka gumbo.

Varairidzi vanotambira mari dzavo nhasi asi vachitadza kutora mari dzavo mumabhanga.

Vagari vekuChinhoyi vanoti paramende iri kutambisa mari nenguva ichibvunza vanhu pfungwa dzavo pamari yema bond notes – iyo hurumende yakatodzika mutemo

Muchirongwa chedu che LiveTalk, nhasi tiri kutarisa nyaya yema bond notes yanetsa munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu reVOA SHONA nekudzvinya pakanzi LIKE.

Misoro yeNhau Dzanhasi Chishanu, Zvita 2, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG