Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi, China, Zvita 1, 2016.


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Mutangamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti Zimbabwe inofanirwa kukoshesha kushandisa mari yekuSouth Africa kuitira kuti dambudziko remari ridzikire munyika.

Zinwa yovharira vanhu vane zvikwereti zvemvura

Vanhu vanoungana muHarare vachirangarira mabasa akaitwa nevaimbove mutungamiri weCuba, VaFidel Castro.

Mapato anopikisa gumi nematatu anopeta nhaurirano dzemushandira pamwe dzange dzichiitirwa muCape Town ku South Africa

Muchirongwa chedu che LiveTalk – Women’s RoundTable, nhasi tiri kutarisa zuva re World Aids Day riri kucherechedzwa nhasi pasi rose.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu reVOA Shona nekudzvinya pakanzi LIKE.

please wait

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG