Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzedu Dzanhasi, China, Gumiguru 27, 2016.


Nhau DzeShona Studio7

Kuderere kwemvura mumadhamhu eMasvingo koita kuti vagari vatyire kupararira kwezvirwere zvemanyoka mudhorobha iri.

Gavhuna weRBZ vanoti hurongwa hwekuparura ma Bond Notes mwedzi unouya huri kufambira mberi, kunyangwe hazvo vemabhizimusi vari kuti panoda dzidziso.

Nyanzvi dzezvematongerwo enyika dzozeya mariro ezvinhu mumapato ezvematongerwo enyika.

Muchirongwa chedu cheLivetalk- Women’s RoundTable na8: 00 pm tiri kutarisa dambudziko rechirwere chegomarara rezamu mumadzimai iro rinonzi ririkunesta munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 6065, ne 15460 kilohertzs.

Musakanganwe kutifarira paFacebook nekudzvinya pakanzi Like paVOA Shona.

Misoro yeNhau Dzanhasi China Gumiguru 27, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG