Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi, Chipiri, Gumiguru 25, 2016.


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Hurumende inoti iri kutarisira kuti hupfumi huchakwira gore rinouya zvichokonzerwa negoho rakanaka rairi kutarisira. Asi veIMF nenyanzvi dzezvehupfumi vanoti hupfumi huchatodzikira.

Vanopikisa voshora mauto, mapurisa nemadzishe vachiti vari kushungurudza vanhu vasingawirirane nehurumende.

Tine hurukuro nemurwiri wekodzero dzevanhu VaPatson Dzamara pamusoro pekukokwa kwavo kuEuropean Union.

Mauto otaurawo pamusoro pehuwori huri kuitika munyika.

Muchirongwa chedu cheLivetalk-The Connection na8; 00 pm tiri kutarisa mabasa ari kuitwa nevechidiki mumabhizimisi kunyangwe zvazvo zvinhu zviri kuramba zvichiwoma munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio 7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 6065, ne 15460 kilohertzs.

Musakanganwe kutifarira paFacebook nekudzvinya pakanzi Like paVOA Shona.

Misoro yeNhau Dzanhasi Chipiri Gumiguru 25, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG