Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Muvhuro, Gumiguru 24, 2016


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Veruzhinji vanoti kukunda kwenhengo yainge yakazvimiririra musarudzo dzekuNorton VaTemba Mliswa munongedzo wekuti mapato akabatana anokunda Zanu PF musarudzo dzose dzinoitwa.

Gavhena veReserve Bank votsinhira kuti hurongwa hwemabond notes huri kuenderera mberi mwedzi uno uya.

FC Platinum neNgezi Platinum zvosangana mumafinals eChibuku Super Cup.

Chirwere chegomarara chirikuramba chichidzika midzi muZimbabwe uye vazhinji variku batwa nechirwere ichi varikubatwa chadzika midzi chisingacharapiki nekuti vanenge vanonoka kuenda kunavana chiremba.

Muchirongwa chedu cheLiveTalk na8.00 pm tichatarisa zvinoreva kukunda kwaVaMliswa kuNorton.

Munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 6065, ne 15460 kilohertzs.

Musakanganwe kutifarira paFacebook page yedu nekudzvinya pakanzi Like paVOA Shona.

Misoro yeNhau Dzanhasi Muvhuro Gumiguru 24, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


XS
SM
MD
LG